Katumbura izita remhuri rinowanikwa muUganda neCongo Kinshasa.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • Lingala vanoti kotumbula (v. to joke).
  • Lenje vanoti eLeza eKatumbula wi yulu ni nsi (n. God, Creator of Heaven & Earth - Genesis 14:22) kureva Mwari vakasika Denga neNyika.
  • Herero vanoti tumbuka (v. go near, approach). Mamwe mazwi: tumbura (cause to approach or go near; influence; allure; train).
  • Herero vanot otyi-tumbure (n. rudder).