Kozo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Namibia neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Bernadette Kozo; Kozo Munemo; Kozo Mukawa; Evance Kozo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Lozi vanoti kozo (n. Peace) kureva rugare. Sesotho vanoti kgotso kureva rugare.
  • Sepedi vanoti khutjo kureva rugare. VaSangho vanoti kozo (n. first) kureva chekutanga.
  • Zigula vanoti chikozo (the bladder) kureva furidzo.
  • Chewa vanoti tshikodzero kana tshikodzezi (bladder) kureva furidzo.