Kukotama (to bend down).

Mamwe Mazwi

chinjirudza

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • MaZulu vanoti khothama (1. Bend down, bend over; bow, stoop; 2. Act humbly, be humble) vachireva kukotama kana kuzvininipa.
  • MaZulu vanoti khothamela (1. Bend down for, bow for. 2. Make obeisance to, bow to; look upon with reverence, worship.) vachireva kukotamira.
  • Herero vanoti omukoto (the stooping one) kureva kubhenda musana. Mamwe mazwi kota (stoop). Kotopara (to be bent).
  • Kimbundu vanoti kukoteka (v. to arch, bend over). Mamwe mazwi: kubetama (v. to bow). VaTakwane vanoti okotta (n. curve) kureva kukoteka.
  • Nyanja inoti kota (to be bent; crooked) kureva kukota. Mamwe mazwi: njira ikota (the road is bent). Mtsinje ukota ( the stream is bent).