Mundanda

(runangakatsva kubva kuKundanda)

Shoko rokuti mundanda (an arrangement of things in line) rinoreva kurongeka kwezvinhu pamutsetse zvichidevana nehukuru hwazvo.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaChewa vanoti kundandalitsa (to put in order; to arrange or set in order). Nyanja vanoti kundandalika (stand or be placed side by side).
  • VaMambwe vanoti -tantama (to be in a row, stand in line) kureva kundandarika. Mamwe mazwi: -tantamika (to line up people, place things in a row) kureva kundandarika kana kundandiswa.
  • VaMambwe vanoti -tantikanya (to place people or objects in line) kuisa pamundanda. VaTonga vanoti kundandama (to put in line; to arrange or set in order; set in a queue).
  • VaLenje vanoti ambana (1, be in a row - side by side; 2. touch each other, be close together, stand in line - abreast) vachireva kumira mundanda.