Kunyanyaidza
(runangakatsva kubva kuKunyanyayidza)
Kunyanyaidza (contradict) zvinoreva kuramba kana kupesana nezvataurwa.
- Izwi rokuti kunyanyayidza (refute; contradict; negate; oppose; deny) rinotaurwa kuKalanga zvakare.
- KuChimanimani kune nzvimbo inonzi Nyanyadzi.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Kupuringidza; kupika, kani, kupungaidza.
- Kukangaidza, kukanidza, kukanganidza.
- Kupesana (be contrary to one another).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Uyai, ngatidzake pashi, tikangaidze ndimi yavo, kuti vasazwana umwe noumweni mukuereketa kwavo.: Come, let Us go down and there confuse their language, that they may not understand one another’s speech (Genesis 11:8 Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaZigula vanoti kupinga (to contradict) vachireva kunyanyayidza.
- VaGiryama vanoti ku-kanaiza (to deny) vachireva kupokana.
- VaGiryama vanoti ku-m'kanaiza (to contradict a man) vachireva kupokana nemumwe.