Kupungudza
(runangakatsva kubva kuKupunguka)
Kupungudza (to reduce, to take away from) kana kubvisa.
- Kupungura (v. to pour, to reduce).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaSwahili vanoti punga (decrease, diminish, let up; shorten). Mamwe mazwi: kipunguo (1. reduction, decrease, absence, lack, shortage). VaSwahili vanoti kipunguzi (vi. deduction, discount, rebate).
- VaDigo vanoti phunguza (to reduce) vachireva kupungudza. VaTaita vanoti kupunguza (v. lessen, decrease) vachireva kupungudza.
- VaChewa neVaYao vanoti kupungula (v. to pour, to pour out of one vessel into another, to reduce) kureva kupungura.
- VaUmbundu vanoti pungula (v. separate, assort) kureva kupungura. MaZulu vanoti pungula (deduct) vachibvira kupungudza.
- VaZigula vanoti kuhungula (reduce; decrease; shorten) kureva kupungura. VaGiryama vanoti kuhunguka-kwe (deficiency in a thing) kureva kupunguka.