Kuzivira

(runangakatsva kubva kuKurovedzwa)

Kuzivira, kudowera kana kurovera (accustom, acclimatize) anoreva kujaira kwekunge munhu akaita chinhu kwenguva refu kana akachita kazhinji.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Pokutanga handina kufaranuka nokugara mudhorobha, asi ndadowera zvino.
  • Mwana uyu akadowera chaizvo. Apa richireva kuti mwana uyu ane musikanzwa, akajaidzwa.

Mamwe mazwi anotodzana chinjirudza

Mazwi eBantu chinjirudza

  • VaTonga vanoti kuzibila (to be accustomed) kureva kuzivira. Venda inoti ndowera (get used to me)
  • Zigula inoti kuzowera (be accustomed to). VaZigula vanoti kuzowerwa (be renowned; be well known).
  • Lunyoro inoti -manyire kana manyira (to be used to). VaShambala vanoti mazowera (n. habits).
  • Lozi inoti tapa (v.i. to become tame, easy to manage; to be trained).
  • Kimbundu inoti kujirila (v. tend, get used to). Mamwe mazwi: kujirisa (v. get used to, spend, end up, consume).
  • VaBemba inoti belela (v. acclimatize) kureva kudowera.