Kusendama

(runangakatsva kubva kuKusendeka)

Kusendama kana kutseyama (recline; to lean) zvinodudza chinhu chisina kuti twasu kumira.

Mazwi eBantu chinjirudza

  • Kimbundu vanoti kuzendala (recline, sit back, lean). Chewa vanoti kuseama (recline).
  • Herero vanoti hendama (awry, aslant, out of straight line). Lozi vanoti -shendamisa kana -shendeka (to lay someone down) kureva kusendeka.
  • VaLozi vanoti -shendama (v.i. to lean; to lie on the side, to lean on the elbow) kureva kusendama.
  • VaLozi vanoti -shendama (to fall asleep) kukotsira. Mamwe mazwi: imushendami munhu akakotsira.
  • Yangben vanoti kʊ̀≠sɛ́ⁿd–ɛ̀k (v. place something at an oblique angle) kureva kusendeka.
  • Vei inoti sembe (to place against, to lean against; to go, turn, hang on one side) kureva kuzembera.