Madzinga izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Swahili inoti mzingile (labyrinth, maze, puzzle).
  • Swahili inoti mazingazinga (pl. 1. turn, revolution; rounds (of a policeman, etc.). 2. deception, misleading).
  • Swahili inoti zinga (1. turn, change, veer (of wind, etc.). 2. move in a circle; (fig.) wander about aimlessly, 3. encircle, surround. 4. roll up, wind up).
  • Swahili inoti zingwa (be surrounded). Mamwe mazwi: zingira. (appl. cause to encircle, surround etc). Kizingia (something that revolves or whirls).
  • Nyanja inoti kudzinga (v. surround; gather in 1 place - of animals; gather into one place broad & good with water) kureva kukomberedza.
  • Bavili vanoti ziingë (n. to roll up, to live, to wrap up). Zigula inoti chizingiri (n. circle of people). Chewa inoti kudzinga (v. surround).