Makaya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • MaZulu vanoti amakhaya (1. Home; domicile, dwelling; place to which one belongs.; 2. Inhabited place; comfortable surroundings) kureva musha.
  • Giryama inoti kaya kana makaya (capital; village) vachireva musha kana guta.
  • Kikongo inoti lukaya kana makaya pakuwanda (leaf, foliage) kureva shizha. VaDigo vanoti makaya (greens; spinach) kureva muriwo.
  • Herero neBushong vanoti makaya (n. tobacco; a piece or leaf of tobacco) kureva fodya.
  • Mbukushu inoti dikaya (n. town) kureva fodya. Mbugwe inoti kaya (n. town) kureva guta.
  • Swahili vanoti makaya (Pinna shell-fish).