Malola
Malola izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Kennedy Malola; Malola Nkhata; Gloria Malola; Mokgashane Malola.
- Mazita ane dzitsi rimwero: Chirodzo, Chirodza, Chiroro, Kalola sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- VaGwere vanoti kulola ( v. seek, search, look for) vachireva kutsvaga. VaGiryama vanoti ku-lola ( v. behold) kureva kutarisa.
- VaWanga vanoti omuloli (witness; one who saw) kureva munhu akaona kana mbowo. VaBukusu vanoti liilolero (n. vision).
- Giryama inoti ku-dzilola kana ku-dzimanyirira (v. to beware) kureva kuchenjerera. Taita inoti kulola (to observe).
- Digo inoti lola ( v. look) vachireva kutarisa. Mamwe mazwi: lolera (to look for, to hope for).
- Tiriki inoti khulola (see, look) kureva kutarira. Mamwe mazwi: khulolekha (appear, seem, be visible). Khulolekha (to appear).