Kalola izita remhuri rinowanikwa muNamibia, neKenya.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi:

  • VaGwere vanoti kulola ( v. seek, search, look for) vachireva kutsvaga. VaGiryama vanoti ku-lola ( v. behold) vachireva kutarisa.
  • VaWanga vanoti omuloli (witness; one who saw) kureva munhu akaona kana mbowo. VaBukusu vanoti liilolero (n. vision).
  • Giryama inoti ku-dzilola (v. to beware) vachireva kuchenjerera. Digo inoti lola ( v. look) vachireva kutarisa. Mamwe mazwi: lolera (to look for, to hope for).
  • Kimbundu inoti alola (v. try; prove; experiment).