Maorera sezita

(runangakatsva kubva kuMaoera sezita)

Maorera kana Maworera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Munashe Maorera; Josphat Maorera; Fortunate Maorera; Persistance Maorera.
  • Maorera (Humble person - does not answer back).

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Kimbundu inoti kuolela (v. smile) kureva kunyemwerera.
  • VaKabwa vanoti -horeera (be quiet, be calm) kureva munhu akaterama asingatauri kunyanya.
  • VaZigula vanoti kuhola (be gentle; be humble) kureva kuita chinyai kana kuzvininipisa.
  • VaWanga vanoti omuholo (humble, quiet, or reserved person) kureva munhu akazvininipisa.
  • Kikuyu inoti kohorera (v. to be meek) kuva munyoro. Mamwe mazwi: ohoreri (n. meekness).