Bapiro

(runangakatsva kubva kuMapapiro)

Bapiro kana mapapiro pakuwanda (wing/s) zvinoreva nhengo yeshiri inoshandiswa kubhururuka.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Kikongo inoti epapi (n. wing of a bird) kureva bapiro reshiri. Mukutaura vaKongo vanowanzosiya e anovamba mazwi anenge epapi.
  • Lunyoro inoti amapapa (n. wings) kureva mapapiro. VaZigula vanoti wawa kana mawawa (n. wings) kureva mapapiro.
  • Lunyoro inoti -papira kana -papire (v. to flap wings like a fowl) kureva kupapa mapapiro seshiri.
  • Kimbundu vanoti ribaba (n. wing) kureva bapiro. Sangho inoti kombo (n. wing) kureva bapiro.
  • Lubukusu inoti síi.aambe (n. s.t. impounded, or taken and held without permission, loot, prize). Iton vanoti epab (n. wing) kureva bapiro.
  • Maconde inoti lupapa (n. wing) kureva bapiro.