Maramura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Mike Maramura, Brighton Maramura uye Dr Tafadzwa Maramura.
  • Mazwi ari pedyo: muramu (brother-in-law; sister-in-law).

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • MaZulu vanoti lamula (1. Make peace between contenders; separate fighters. 2. Mediate. 3. Give help, go to the rescue).
  • VaKagulu vanoti ku-lamula (v. decide, judge). VaLomwe vanoti nlamulo (n. law).
  • MaZulu vanoti umlamuli (v. Mediator; one who separates contenders).
  • MaZulu vanoti Mlamu wami awungilamuleli ngani? (Why don't you rescue me, O brother-in-law?)
  • Giryama inoti ku-lamula (v. decide between two). Mamwe mazwi: mulamulo (n. decision). Ku-tosa (come to a decision).
  • VaZigula vanoti kulamula (v. judge; separate fighters) Mlamuzi (n judge). Ulamuzi (n. a judgement).
  • Luganda inoti okulamula (v. arbitrate; bargain). Lugungu inoti kuraamura (v. arbitrate; separate fighters).
  • VaNyole vanoti omulamuzi (n. judge). Mamwe mazwi: ohulamula (v. make judgement). Endamula (n. judgement; court ruling).