Marora izita rinowanikwa muCongo, Kinshasa, Kenya neRwanda.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Umbundu vanoti kulola (v. test) kureva kuedza.