Masasa sezita
Masasa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa, neLesotho.
- Vanhu vane zita iri: Masasa Makhetha; Ange Masasa; Malefetsane Masasa; Teboho Masasa.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- VaLozi vanoti lusasa kana masasa pakuwanda (n. the bridge of the nose) vachireva mutandamhuno.
- VaZigula vanoti sasa kana masasa (n. a bird's nest) vachireva dendere reshiri.
- Kinande vanoti amasasa (n. sap).