Mashamba sezita
Mashamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Shamiso Mashamba; Shonhai Mashamba; Lovemore Mashamba; Constance Mashamba.
- Mazwi ari pedyo: shamba; Shamba sezita; Neshamba sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.