Shamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Maore vanoti shamba (prep. in front of) kureva munda.
  • Swahili vanoti shamba kana mashamba (Plantation) kureva munda mikurusa yenzimbe, miti kana zvimwe zvirimwa.