Matika sezita

(Redirected from Matika)

Matika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mamwe MazwiEdit

  • Dika (Stake or sharp stick used in game-pit for hunting).
  • Dika (Wooden beetle for beating floors).

Mitauro yeBantuEdit

  • VaWanga vanoti okhutika (struggle with (e.g., learning); be slow and backward; try in vain) vachireva kunetseka kuita chinhu.
  • VaKongo vanoti kutika (gather into a heap, collect, assemble, bring together) kureva kuunganidza.