Bhahari re Medhiteraniya

(runangakatsva kubva kuMediterranean)

Tarisai futi peji rekuti Bhahari

Bhahari re Medhiteraniya (kureva Mediterranean sea) ibhahari riri pakati pemaziwumbe zve Afurika, Ezhiya ne Yuropu.

Zita chinjirudza

Zita rokuti Medhiteraniya rinobva pamazwi eChiratini anoreva kuti pakati pematunhu, izvi zvichibva pakuti gungwa iri riri pakati pamatunhu arehwa pamusoro ayo.

Mitauro ye Afurika chinjirudza

  • Nyanja inoti tanda (n. middle of the stream, pool or deep water).

Mamwe mapeji ekutarisa: chinjirudza