Mhoze (Chiyidhishi: Moishe, משה; Chihebheru: Moshe, משה) kana Moze izita ravakushandiswa nevanhu vechiShona asi rakabva kuChihebheru nekuda kweBhaibheri. Zita iri rakafanana nemazita eChishona senge Mutsa, Musa.

Zvichienderana ne Bhaibheri zita rekuti Mhoze rinowanikwa muTorah (anonzi Moshe) uye muKurani ye Uyisalama (anonzi Musa), iro zita rinoreva kuti "kuchera/kana kukweva" (mvura) izvi zvinoenderana nekuda kwekuti akawanikwa mumvura ne mwanasikana waFarao paakamununura kubva muNairi.

Mamwe mazita chinjirudza

  • Moze, Mozesi, Mhozesi, Mhozisi, Mozisi

Vanhu chinjirudza

MuBhaibheri chinjirudza

  • Mhoze (hanzvadzi ya Miriyamu uye mwanakomana waMamoyo waFarao)

Vanhu