Rwizi Nairi

(runangakatsva kubva kuRwizi Nile)

Rwizi Nairi (kana Iteru sokutodza Chikhemeti) ndirwo rwizi rwakanyanya kureba Pasirose ruchiyerera nhambwe inoita 6,650km. Nairi inopinda munyika dzinoti: Vurundi; Rwanda; Utemabanze weRudhende rweVukongo; Tanzania; Kenya; Vuganda; Itopiya ne Khemeti (Gipita).

Rwizi Nairi rwune dzimwe nzvimbo dzine machiti (rapids) , zvinoita kuti zvikepe zvisafambe munzvimbo idzi.

Rwizi dzeAfrica
Rwizi Manyame | Rwizi Mazowe | Rwizi Munyati | Rwizi Nile | Rwizi Pungwe | Rwizi Save | Rwizi Zambezi