Mubvumbi
Mubvumbi kana guti (persistent drizzle, thin shower, wet mist) zvinoreva mvura inorambonaya isingapi nguva yekukasa. Kana mvura ichipfunha seizvi kunonzi kuri kubvumba, kune mubvumbi kana kuri kupfunha. Mwedzi waKubvumbi mvura yemubvumbi yainaya kunyanya.
- Kubvumba (to rain persistently).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Nyungwe inoti mbvumbi kureva mubvumbi. VaChewa vanoti mvumbi (heavy rain; continuous rain) kureva mubvumbi.
- VaBemba vanoti mfumbi (rainy day) kureva mubvumbi. VaMakonde vanoti chiumbi kureva mubvumbi.
- MaZulu vanoti umvumbi (1. Continuous heavy rainfall; 2. Monopolizing of the conversation).
- VaKongo vanoti mfumbula (n. rain lasting all day or nearly so) vachireva mubvumbi.
- Swahili inoti kivumbi (1. dust, vapour, haze; 2. dust cloud, sandstorm, 3. great quantity, large number 4. crowd, noise, confusion).
- Kaonde inoti muvumbi kureva mubvumbi. Lozi inoti mungole (n. persistent rain. fig. lengthy speaker) kureva mubvumbi.