Mudara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: James Mudara; Walter Mudara; Tatenda Mudara.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lingala inoti kotala (to look). Herero inoti tara (behold, observe, look at, see) kureva kutarira.
  • Kikongo inoti kutala (to look after, at, for; inspect, view, review, observe, watch, gaze at, notice). Mamwe mazwi: ntala (n. a look, glance).
  • Kagulu inoti mtala (n. number). Mamwe mazwi: kutala (v. to count, to number). Xitsonga inoti tala (abound, abundant).
  • Kimbundu inoti mutala (n. face; on the top; stature, height) kureva kumeso kana pamusoro. Mamwe mazwi: mutale a 'xi (n. earth watchman; country watchman).
  • Lugwere inoti mutala (locality, local area) kureva dunhu kana chinzvimbo. Kinande inoti obutala (n. courtyard) kureva chivanze.