Mulongo izita remhuri rinowanikwa muUganda, Kenya, Congo, Kinshasa, Tanzania neZambia.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nsenga vanoti mulongo (n. crowd, collection, herd, flock). VaGanda neVaNyole vanoti omulongo (twin) kureva mupatya.
  • VaLenje vanoti mulongo (n. Number of individuals together, group of individuals, band of men; company of people; flock; party of people).
  • VaYao vanoti ulongo (affinity, relationship) kureva hukama. Mamwe mazwi: mlongo (a relation; a member of the same tribal family) kureva hama.
  • VaSangho vanoti molongo (n. rank, row, aisle, column, verse (song), number, list).
  • Giryama inoti mulongo (n. legally person in the wrong; knave; hypocrite) kureva mupari wemhosva. Mamwe mazwi: ulongo (n. lie; falsehood).