Open main menu

Muramba (cat-fish) ihove isina makwati ine ruvara rutema yakada funana nezunguzurwa iine musoro bhangu. Hove inozivikanwa nezita rekuti Cat fish pachirungu uye inowanikwa mumapoka akasiyana siyana kusanganisira mhando dzinoti hono nefifinha.

Mamwe MazitaEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • Izwi rokuti mlamba (a cat-fish) rinotautwa mururimi rweChewa kureva muramba.