Muta sezita

Mazita eMhuri

Muta izita remhuri rinowanikwa muUganda, Tanzania neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Erick Muta; Simon Muta; Muta Kalangari; Theo Muta; Fred Muta.
  • Muta, mujejeje kana ndangu (Stone gong).

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo anowanikwa kumitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Hadiyya inoti muta (1. seedling; 2. bodkin; 3. awl for basket work).
  • Hadiyya inoti muuta. (1. things; 2. goods, property; 3. furniture; 4. dowry; 5. tool.).
  • MaVenda vanoti muta (n. family, courtyard) zvichireva mhuri kana chivanze.
  • Kikongo vanoti ta (n. body) vachireva muviri. Dor vanoti muta (num. three) kureva nhatu.