Munhimbiti

(runangakatsva kubva kuMutiti)

Munhimbiti, mutiti, mitsiti kana mutete (n. Erythrina abyssinica. Red-hot-poker tree) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe.

  • Dete kana madete pakuwanda (Clump of mutete trees, or of reeds, on bank of river or stream).
Mutiti
Mutiti une maruva

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Giryama inoti det'e (valley). Digo inoti dete (n. valley) kureva mupata.
  • Chewa inoti mtete (species of acacia with large white thorns). Lugungu inoti muteete (muti usingakurumuke unodyiwa nembudzi).
  • Lugungu vane muti unonzi Muteete (muti mukuru usingadonhedzi mashizha ose unodyiwa nembudzi).
  • Uyo Ibibio inoti deet (become spread all over; overflow (of water, sand, weeds, grass) become laid out, spread out flat).
  • IsiNdebele vanoti Umgqogqogqo (n. Erythrina abyssinica) kureva muti wemutiti.

Zvakakochekwa

chinjirudza