Mzembe kana Muzembe izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Dzembe kana nzembe (Namaqua dove) ndiyo shiri iri kutaridzwa mudariro riri pasi kuruboshwe.
  • Dzembe kana madzembe (Big axe for felling trees) idemo rokutemesa uchiriga miti.

Mitauro yaBantu

chinjirudza
  • Mazwi okuti musembe kana basembe (heir; child made heir due to support by all the people and the siblings) rinorehwa mururimi rweLugungu.
  • Vatauri veSena vanoti nsembe kana ntsembe (sacrifice) kureva chipiriso.
  • VaSwahili vanoti mzembe (1. negligent, slovenly person. 2. careless, indifferent, superficial person) kureva tsimbe kana mudhiniwe.
  • VaSwahili vanoti zembe (adj. idle, lazy, negligent) kureva husimbe kana hudhiniwe.
  • VaSwahili vanoti kizembe (indolent, relaxed posture; 2. adv. indolent, negligent manner) kureva zvehusimbe kana zvehudhiniwe.