Muzorewa kana Muzoriwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tumai Muzorewa; Irimayi Muzorewa; Tafadzwa Muzorewa; Alletha Muzorewa, Abel Muzorewa weUANC.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kikongo vanoti zola (n. love - simple benignant affection or liking, affection, fondness, desire; to like; be fond of; to prefer; choose; to wish; seeker) kureva rudo.
  • VaKongo vanoti zolela (n. desire, wish) kureva chido kana chishuvo. VaKongo vanoti zolana (n. mutual love or affection) kureva kudanana kana kushuvana.
  • VaKongo vanoti luzolo (kindly feeling, benevolence, right feeling towards, faithfulness in service or friendship; great desire, and so aim, purpose, will).
  • VaKongo vanoti nzolwa (the beloved) kureva mudiwa kana mudikani. VaKongo vanoti nzolani (intense mutual affection; mutual love) kureva rudo rwakadzama.
  • Umbundu vanoti ocisola (n. love) kureva rudo. Umbundu vanoti sola (v. love) kureva kuda. Kimbundu vanoti kuzola (v. love, cherish, like) kureva kuda.