<<<< Kutsinhiramutemo >>>> Vatongi

N'wadhi ra Joshuwa kana Yahuishe (Chihebheru: סֵפֶר יְהוֹשֻׁעַ‎ Sefer Yəhōšūaʿ, Chitibheri: Sēp̄er Yŏhōšūaʿ) in'wadhi rechitanhatu muBhaibheri re Chihebheru uye muBhaibheri reChikristu muTestamende Yekare, uye ndiro n'wadhi rokutanga munhoroondo ye Rutsinhiramutemo, nyaya yekutonga Kenaani kwe Vaisiraeri kusvika kukudzingwa kwe Vabhabironi. Rinotaura nezvemakampeni eVaisiraeri vepakati, vechamhembe uye nevemaodzanyemba eKenaani, kukundikwa kwe vavengi vavo uye nokukamurwa kwenyika pakati peMadzinza eGuminerimwe, akaumbwa ne mashoko maviri, okutanga ari murairo waMwari wekutora nyika, uye, kwekupedzisira, echipiri ari yambiro yaJoshuwa nokudingwa kwekugondeka pakutevera mutemo (Torah) yakaratidza Mhoze.

Ringai zve:

chinjirudza