Neshamba sezita
(runangakatsva kubva kuNeshamba)
Neshamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Isaac Neshamba; Walter Neshamba; Tatenda Neshamba; Andrew Neshamba munyori wenhau.
- Mazwi ari pedyo: shamba; Shamba sezita; Mashamba sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.