Heti

(Redirected from Nguwani)

Heti (hat) zvinoreva chipfeko chakaita denderedwa chinopfekwa mumusoro. Heti dzinopfekwa nezvikonzero zvinosanganisira: mucheno, tsika, chitendero kana hutano.

Mitauro yeBantuEdit