Runyanga rwe Afurika

(runangakatsva kubva kuNyanga ye Afurika)

Runyanga rwe Afurika (kureva Horn of Africa; HoA) kana RRA, inozivikanwawo se Mugimbakirwa we Somariya, mugimbakirwa huru muMabvazuva e Afurika Iri kudivi rekumukati-kwemabvazuva eAfurika, ndiyo peninzura ye china pakukura pasirese. Inoumbwa neItopiya, Eriteriya, Somariya, ne Jibhuti. Iri pedyo nemuganhu wekumaodzanyemba kweBhahari Dzvuku uye inotambanudza mazana emakiromita kupinda muMuronga we Garidhafuu, Gahwi re Adheni, uye Gungwa re Indiya uye inogovera muganhu wegungwa neMugimbakirwa we Uarabhu ye Madokero e Ezhiya.

Runyanga rwe Afurika
Nyika Mavuso e chisi

Muvuso mumwe we pachidi

Huwandu

hwe vanhu

140,683,144 (2020 est.)
Ruwa 1,882,757 km2

Mibvunzo chinjirudza

  • Shoko rokuti Ghuvi kana Ghuhwi riri kubva shoko reChishona rinoreva kuti inlet - tarisai guvi, gawa, guhwi
  • mugimbakirwa - ririkubva pa Chinyarwanda chinoti umgimbakirwa kureva "peninsula"