Nyani izita remhuri rinowanikwa muMalawi neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Shyleen Nyani; Thelmah Nyani; Nosipho Nyani; Kundai Nyani.
  • Kune dunhu rinonzi Chinyani kuchamhembe kwenyika yeMalawi

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.