Kupfimbika
(runangakatsva kubva kuPfimbi)
Kupfimbika zvinoreva kucherera michero isina kuibva pasi kuti ikasire kuti michero uyu uibve. Nzvimbo inobangirwa michero saizvozvi inonzi pfimbi.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaSwahili vanoti vumbika (1. cover up, hide, conceal. 2. bury fruit for ripening).
- VaMambwe vanoti -vumbika (to place or hide in or under) kureva kupfimbika. Mamwe Mazwi: -vimbula (to uncover, remove thatch) kureva kupfimbura?
- VaNyungwe vanoti -bvundika (ripen) kureva kupfimbika. Kimbundu vanoti kuvumbika ( v. submerge; bury).
- VaGwere vanoti kuvumbika ( v. submerge; bury, put below or under the surface of, esp. for cooking cassava/potato by burying under burning charcoal or hot ashes to roast).