Rusitu
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Swahili vanoti msitu (land covered by low shrubby vegetation, bush). Kinande vanoti omusitu (n. forest).
- VaLenje neVaLozi vanoti mushitu kana musitu (thick undergrowth, bushes, forest, woodlands, reeds - as in a river) vachireva rusitu.
- Chewa inoti situ (a thicket, jungle). Mamwe mazwi: nsitu (a thicket used as a burial place). Chimbalazi vanoti nzito (adj. heavy) kureva huremu.
- Nyanja vanoti nsitu (thicket) kureva rusitu. Mamwe mazwi: tsitu (thick or close as a thicket - called nsitu). Tsitu (many close together, thick).
- Mandinka vanoti sutoo kana sutu (n. a thick forest). Mbukushu vanoti muthitu (n. bush; forest) kureva rusitu.