Sura

kusara mweya zvisina kururama

Kusura (farting in English) chiitiko chokunge munhu achiburitsa mweya nekumashure kunobuda nedhodhi; mweya uyu unobuda uchinhuhwa.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaNyungwe vanoti pfudzi (v. fart) zvichireva kusura.
  • VaLungu vanoti ukusula (to flatulate) kureva kusura. VaRundi vanoti gusura kana gusurira (to fart, to pass gas) zvichireva kusura.
  • VaYao vanoti kupwisa (to pass wind from the bowels) vachireva kusura. Mamwe mazwi: chipwisa (emission of air from the bowel) zvichireva chisuro.
  • VaDigo vanoti pufula (to fart silently).
  • MaZulu vanoti phunyuka (Pass wind) vachireva kupunyuka kwechisuro.