Tsambo
Rusambo kana kuti sambo or shambo runorukwa zvakanakisa nehuswa hunyoro rwoshandiswa seshongedzo.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Luganda inoti lusamba (n. a bracelet) kureva tsambo. Bemba inoti ulusambo (n. a copper bracelet) kureva tsambo.
- Umbundu vanoti olusambo (wire). Kimbundu vanoti dilunga (n. Bracelet - Hoop earrings).
- Nyiha vanoti sambo (thin bands made of the tail hairs of giraffes bound with fine iron or copper wire).
- Lingala inoti sambo (seven) kureva nomwe. VaLamba vanoti lusambo, insambo (n. brass anklet; bracelet).
- VaLozi vanoti kasambo kana tusambo pakuwanda (n. grass bracelet (mostly worn by children) kureva tsambo.