Ngana
(runangakatsva kubva kuYonini)
Ngana kana chingana (so-and-so) izwi rinoshandiswa patina kudomwa zita.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Izwi yonini rinotaurwa kuChiManyika.
- Izwi yekera rinotaurwa kuChiManyika.
- Izwi nhingi rinotaurwa kuChiShona.
- Izwi nhingirikiri rinotaurwa kuChiShona.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Hushe madzoro kunotonga ngana nhasi mangwana kwouya mumwe akasiyana.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Nyanja inoti ngana (so and so; such and such). VaLomwe vanoti nkana (n. someone) kureva mumwe munhu?.
- Baila vanoti chinini kana munini (used when speaking of something and you don't know or forget it's name) kureva yonini.
- VaGiryama vanoti nganya (so-and-so). Sokuti kudza kwa nganya (advent of so-and-so).
- VaBwisi vanoti bwonini kana byonini (themselves, those exact ones). Ko kuti yonini?