Anthakitika (kureva Antarctica) sekutodza Chindau, iri kuchamembe kwezviwumbe pachimiro chayo Gonga rekuChamhembe. Anthakitika yakada kuenzana zvinopetwa kaviri pakura kweziwumbe reOstireriya.

Antarctica

Anthakitika inzvimbo inotonhoresa uye yakomesa inemhepo yakanyanyisa pazviwumbe uye vanoiona segwenga nokuti kunonaya mvura shoma 200 mm chete gore roga roga.

Zita chinjirudza

Ringai zve: Duramazwi re Chindau repaWikipidhiya

Mamwe mashoko eChindau anoshandisa nth = munthu, vanthu, dantho, chinthani nemamwe wo.

Ziwumbe

Template:Anthakitika