Atwot kana Reel mutauro weAfrika unowanikwa kuSouth Sudan.

Mazwi Anotodza Bantu

chinjirudza


Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Atwot vanoti amäl (n. sheep) kureva hwayi.
  • Atwot vanoti bar (n. open water) kureva nyanza.
  • Atwot vanoti bia (light; bright) kureva chiedza.
  • Atwot vanoti cieen (n. blessing) kureva chikomborero. Fananidzai nokuti tsvene?
  • Atwot vanoti dëŋeer (n. monkey) kureva tsoko.
  • Atwot vanoti dɛ̈r (n. centre) kureva pakati.
  • Atwot vanoti dör (n. tribe) kureva rudzi.
  • Atwot vanoti kam (1. distance between things; 2. middle of something; 3. between).
  • Atwot vanoti kaŋ (n. alcohol) kureva doro.
  • Atwot vanoti alawë (n. blue). Mamwe mazwi: adöl (adj. brown).
  • Atwot vanoti bör (adj. white) kureva chena.
  • Atwot vanoti cäär (adj. black) kureva nhema.


Duramazwi rinowanikwa paWebonary.