Mana eMisha
(runangakatsva kubva kuBara (Mana))
Shoko rokuti Mana rinoreva dzimba dzakavakwa pamwechete dziri imba dzemhuri imwechete. Vamwe vatauri vanoti bara. Asi shoko rokuti mana rinoshandiswazve kuturikira ruwa rugerwe nevanhu vasiri vamhuri imwe. Sokuti rumana rweMvurwi runowanikwa kumaodzanyemba kwenyika yeZimbabwe.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Tete vakatirayira kuti tisadokerwa tiri kumamana.
- Vakaita zvimana zvimana: they lived in small separate homesteads.
- Vanhurume vose vemana vanodya padare: all the males of the village eat at the communal meeting place.
- Dzimba dzemana dzakakokomera paruware: the houses of the village were bunched together on the stretch of bare rock
Mamwe Mazwi
chinjirudzaTsumo
chinjirudza- Kauya-uya, kamusha kousakapinda. It is too good, the village you have not entered yet.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- VaDigo vanoti makalo (settlement, residence, place where people live).
- VaLenje vanoti kumana (v. to meet, assemble) vachireva kusangana. VaTsonga vanoti jarati (n. yard).
- Lenje vanoti ambana (1. come close; 2. Be or get close together). Fananidza nokuti: commune - (be in intimate communication or rapport).
- Dinka vanoti män (n. gathering place.) vachireva nzvimbo yekusangana.
- Bushong vanoti mana (n. earth, land, soil, ground, loose earth).