Mana eMisha

(runangakatsva kubva kuDangwaza)

Shoko rokuti Mana rinoreva dzimba dzakavakwa pamwechete dziri imba dzemhuri imwechete. Vamwe vatauri vanoti bara. Asi shoko rokuti mana rinoshandiswazve kuturikira ruwa rugerwe nevanhu vasiri vamhuri imwe. Sokuti rumana rweMvurwi runowanikwa kumaodzanyemba kwenyika yeZimbabwe.


Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Tete vakatirayira kuti tisadokerwa tiri kumamana.
  • Vakaita zvimana zvimana: they lived in small separate homesteads.
  • Vanhurume vose vemana vanodya padare: all the males of the village eat at the communal meeting place.
  • Dzimba dzemana dzakakokomera paruware: the houses of the village were bunched together on the stretch of bare rock

Mamwe Mazwi chinjirudza

Tsumo chinjirudza

  • Kauya-uya, kamusha kousakapinda. It is too good, the village you have not entered yet.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • VaDigo vanoti makalo (settlement, residence, place where people live).
  • VaLenje vanoti kumana (v. to meet, assemble) vachireva kusangana. VaTsonga vanoti jarati (n. yard).
  • Lenje vanoti ambana (1. come close; 2. Be or get close together). Fananidza nokuti: commune - (be in intimate communication or rapport).
  • Dinka vanoti män (n. gathering place.) vachireva nzvimbo yekusangana.
  • Bushong vanoti mana (n. earth, land, soil, ground, loose earth).