Kupima

(runangakatsva kubva kuBimwa)

Shoko rokuti kupima (to measure or weigh) rinoreva kuverenga kuti chinhu chine hurefu kana hwasha hwakakura sei uchishandisa chipimiso chine mwero unozivikanwa. Kupima hurefu kunoshandiswa rhula, kupima huremu kunoda chikero.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Bimwa kana mapimwa (1. Measure or a measured amount of something) kureva chinhu chakapimwa nemwero unozivikanwa.
  • Mutemo wenyika unoti pakushavana panofanirwa kushandiswa bimwa riri pamutemo rinozivikanwa.
  • Chipimo (scales; a measure).
  • Kueresedza (Measure exactly) zvichireva kupima nemazvo pasina kwanza kana kushomekesa.
  • Kuyera (to measure).
  • Kueresera (being moderate, temperate).
  • Chitanda; chitando; chitandiro mwero kana chiidzo (degree or measure).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Lenje neVaLunda vanoti chimo (stature, size, height, volume, weight, amount, measure). Luwanga vanoti okhuyerana (to be equal).
  • Lugwere vanoti kupima (v. measure, assess, gauge, weigh up, evaluate) kureva kupima. Kipimo (measurement).
  • Yao vanoti mlingo (n. a measure).
  • Swahili vanoti kima (1. price, value, 2. measure, size, stature). Mamwe mazwi: kimo (1. measure, size, stature, height, altitude).
  • Giryama vanoti ku-eza (to measure) kureva kupima. Kinande vanoti erilenga (v. measure, ration) kureva kupima.
  • Lunyoro vanoti okupima kana okulenga (to weigh) kureva kupima. Mamwe mazwi: ndengo (a measure) kureva chipimo.