Chiaramu
Chiaramu (kureva Aramaic) kana Chiarameiki mutauro we Chishemu (kana Chisemiti) wakarongwa kunzi uri pakati pe mitauro ye Chiafurika-Ezhiya senge Chihebheru ne mimwe wo mitauro.
Wakabva kushandiswa kubva makore 3,000 kare kwose. Waive mutauro waishandiswa na Yesu uye naMajuta emunguva yake.
Zvikamu zvishoma zve bhaibheri zvakanyorwa mururimi urwu, Chiaramu chikaita mutauro waive weuhofisi we Ubwami hwe Perusiya.
Mushure maArekisondira muKuru (kana Iskandara muKuru), vatauri veChiaramu vakatongwa nechisivhiri che Vagiriki. Mumaguta makuru Chigiriki ndicho chaive mutauro wechimodza. Mushure mekutandira kwe Ukristu (kana Chikristu) mutauro uwu wakaenderera ukatangakuzivikanwa paunjee seChisurya (kana futi Chisuryarya, Suryoryo uye Chisiriya).
Kunyangwe mushure mekutandira kwe Uyisalama (kana Yisalama, Chisalama), Chisurya chakaramba chichitaravara uye man'wadhi mazhinji akanyorwa nemutauro uyu. Asizvo, neufambe, vatuari veChisurya vazhinji vakatanga kushandisa Chiarabhu, kunyanya vaye vakashandura chitendero kuita Uyiziramu.
Asihazvo, 445,000 vanhu nanhasi vachiri kuchishandisa, kunyanya muSurya (Siriya), Iraki, uye Turuki, vahobho vawo vachiri Vakristu.
Mashoko ashandiswaChinjirudza
- umodza - ishoko ririkubva pa modza (zvinoreva kuti motsi, moshi, poshi, imwe nezvimwe wo), saka pakuti umodza zvirikureva (of being first; "firstness") saka ririkushandiswa kureva (main).
- unjee - ishoko ririkubva pashoko rokuti njee rinoreva kuti common.
- kutaravara - (to expand; expanding)
- Neufambe - (with time, gradually)
- chisivhiri (civilisation), usivhiri (civilised)
Mabviro eruzivoChinjirudza
sw:wiki