Chiwanza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Swahili neTonga vanoti anza (begin, start, set about something, found, compose). Baila vanoti chianza (n. custom, manner, way, behaviour, habit) kureva maitiro.
  • VaSwahili vanoti kwanza (adv. first, at first, in the beginning). Mamwe Mazwi: chanzo (start, beginning; source; basis, foundation; cause).
  • VaIkizu vanoti -wanza (v. start) kureva kutanga. VaDigo vanoti andza (to begin, to start). VaKongo vanoti kianza (pure) vachireva tsvene.
  • VaGiryama vanoti kwandza (beginning). Mamwe Mazwi: (w)akwandza (first, beginner) vachireva wekutanga. Kimbundu vanoti uânza (n. sperm, semen).
  • VaGungu vanoti kubanza (to do first, first come). VaGungu vanoti kyakubanza (first; something that is ahead or that leads) kureva chekutanga