Chiyambo sezita
Chiyambo izita remhuri rinowanikwa muMozambique, Angola neZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Makaita Chiyambo; Stephen Chiyambo; Marta Chiyambo; Agostinho Chiyambo.
- Mazwi ari pedyo: Muyambo sezita; Mayambo seita; Kayambo sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.