Muyambo sezita

Muyambo kana Myambo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Pepukai Muyambo; Blessing Muyambo; Tafadzwa Muyambo; Joy Muyambo.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLenje vanoti mwambo (word, utterance, speech - from kuamba).
  • VaChewa vanoti myambo (customs of a people, traditional stories and teachings). Fananidzai nokuti nyambo?
  • Mang'anja vanoti mwambi (n. custom) vachireva tsika dzerudzi.
  • VaNyungwe vanoti mwambo (custom, traditional law) kureva murao wedzinza.

Mitauro yeBantuEdit